Wemarengenya Haauruki Moto
Mushamba, Stephen Moyo chena unouraisa. Simba mukomana achangozvipedzera zvake dzidzo paUniversity of Zimbabwe. Anozvipira kuyamura Shamiso uyo waanononga padivi pemugwagwa paanosiya akandwa naBhanditi nechikwata chake. Paanosvika kumba kwavabereki vake anobva anzi ndiye Bhanditi adzoka. Anovharirwa mumba achinzi anozoburitswa kana chikwata chake chadzora zvachakabvuta. Simba aitarisira kutendwa asi hazvina kuita sokufunga kwake. Nyaya yaMushamba irondedzero ye...